Lamentations 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Macinda akasuŋgirirwa namaʋoko aʋo, Ʋakuru haʋana‐kukudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Machinda akasungirirwa namaoko avo; vakuru havakudzwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda ari kurembedzwa akasungirirwa maoko; vakuru-vakuru rukudzo havachapiwaba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Machinda akasungirirwa namaoko avo, vakuru havana kukudzwa.
Shona 2009?
Machinda akasungirirwa namaoko avo, vakuru havana kukudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Machinda akasungirirwa namaoko avo, vakuru havana kukudzwa.