Lamentations 5:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Majaya akatakura guyo, Ʋana ʋakagumburwa nokurema kwehuni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Majaya anoshanda paguyo; vakomana vanotatarika vakatakura mitoro yehuni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Majaya vanofondokeswa naro basa pamakuyo, vakomana vachidhadharika nawo masvinga ehunhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Majaya akatakura guyo, vana vakagumburwa nokurema kwehuni.
Shona 2009?
Majaya akatakura guyo, vana vakagumburwa nokurema kwehuni.
Shona SUB 2002 Bible
Majaya akatakura guyo, vana vakagumburwa nokurema kwehuni.