Lamentations 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru ʋakarega kuȿika pasuʋo, Majaya akarega kuimba kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru vakabva pasuo reguta; majaya akarega kuimba kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Harahwa matare dzakaasiya vechidiki vakasiyawo zvokuimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakuru vakarega kusvika pasuo, majaya akarega kuimba kwavo.
Shona 2009?
Vakuru vakarega kusvika pasuo, majaya akarega kuimba kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakuru vakarega kusvika pasuwo, majaya akarega kuimba kwavo.