Lamentations 5:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mufaro womŋoyo weɗu waguma; Kutamba kweɗu kwashanduka kucema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mufaro mumwoyo medu waguma; kutamba kwedu kwapinduka kukava kuchema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rufaro rwatibva mumwoyo; kudzana kwedu kwasanduka kukava kuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mufaro womwoyo wedu waguma; kutamba kwedu kwashanduka kuchema.
Shona 2009?
Mufaro womoyo wedu waguma; kutamba kwedu kwashanduka kuchema.
Shona SUB 2002 Bible
Mufaro womwoyo wedu waguma; kutamba kwedu kwashanduka kuchema.