Lamentations 5:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhaka yeɗu yaenda kuʋatorwa, Nedzimba dzeɗu kunoʋokumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhaka yedu yakapiwa kuvatorwa, misha yedu kumabvakure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhaka yedu yashanduka yava yavatorwa, dzimba dzedu dzava dzamabvakure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhaka yedu yaenda kuvatorwa, nedzimba dzedu kune vokumwe.
Shona 2009?
Nhaka yedu yaenda kuvatorwa, nedzimba dzedu kune vokumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nhaka yedu yaenda kuvatorwa, nedzimba dzedu kune vokumwe.