Lamentations 5:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi makatirasha cose here? Makatitsamŋira ɀikuru here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana musina kutiramba zvachose kana kutitsamwira zvikuru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana kuti mabva matiramwa zvachose here; uye hasha dzenyu dzakanyanyisa here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi makatirasa chose here? Makatitsamwira zvikuru here?
Shona 2009?
Asi makatirasa chose here? Makatitsamwira zvikuru here?
Shona SUB 2002 Bible
Asi makatirasa chose here? Makatitsamwira zvikuru here?