Lamentations 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takatambanudzira ruʋoko rweɗu kunaʋaEgipita, NokunaʋaAsiria, kuti tigute ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takazviisa pasi peIjipiti neAsiria, kuti tiwane kudya kwakakwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takaombera maoko isu kuvaIjipiti nokuvaAsiria kuti tiwane chokudya chakakwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takatambanudzira ruoko rwedu kuna vaIjipiti, nokuna vaAsiria, kuti tigute zvokudya.
Shona 2009?
Takatambanudzira ruoko rwedu kuna vaIjipiti, nokuna vaAsiria, kuti tigute zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Takatambanudzira ruoko rwedu kuna vaIjipiti, nokuna vaAsiria, kuti tigute zvokudya.