Lamentations 5:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madziɓaɓa eɗu akatadza, ɀino haʋaci’po; Isu takatakura ɀakaipa ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba edu akatadza uye vakafa, uye tava kurangwa nokuda kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzitateguru edu akatadzira Mwari zvino havachisipo; asi isu ndisu tava kutakura mutoro wouipi hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzibaba edu akatadza, zvino havachipo; isu takatakura zvakaipa zvavo.
Shona 2009?
Madzibaba edu akatadza, zvino havachipo; isu takatakura zvakaipa zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Madzibaba edu akatadza, zvino havachipo; isu takatakura zvakaipa zvavo.