Leviticus 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo unofanira kugura‐gura nhindi pamŋe cete nomusoro waco namafuta aco, muprista agoɀigadzira pamsoro pehuni dziri pamŋoto pamsoro peartari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kucheka nyama muzvidimbu uye muprista achaironga pamwe chete nomusoro namafuta pamusoro pehuni dzinenge dzichipfuta paaritari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo anofanira kugura-gura nhindi pamwechete nomusoro wacho namafuta acho, mupristi agozvigadzira pamusoro pehuni dziri pamoto pamusoro peatari.
Shona 2009?
Ipapo anofanira kugura-gura nhindi pamwechete nomusoro wacho namafuta acho, muprista agozvigadzira pamusoro pehuni dziri pamoto pamusoro pearitari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo anofanira kugura–gura nhindi pamwechete nomusoro wacho namafuta acho, mupristi agozvigadzira pamusoro pehuni dziri pamoto pamusoro peatari.