Leviticus 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino unofanira kutora cihururu cayo neminheŋga yayo, ndokuɀirasha kurutiʋi rweartari kumaɓuɗazuʋa kunorashwa maɗota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngaabvise chihururu neminhenga agozvikanda kumabvazuva kwearitari kunenge kune madota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaabvise chihururu neminhenga yayo azvirasire panorasirwa dota kumabvazuva kweatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino anofanira kutora chihururu chayo neminhenga yayo, ndokuzvirasa kurutivi rweatari kumabudazuva kunoraswa madota.
Shona 2009?
zvino anofanira kutora chihururu chayo neminhenga yayo, ndokuzvirasa kurutivi rwearitari kumabudazuva kunoraswa madota.
Shona SUB 2002 Bible
zvino anofanira kutora chihururu chayo neminhenga yayo, ndokuzvirasa kurutivi rweatari kumabudazuva kunoraswa madota.