Leviticus 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munofanira kudzidzisa ʋana ʋaIsraeri mirairo yose yakarairwa naJehova nomuromo waMosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye munofanira kudzidzisa vaIsraeri mirayiro yose yavakapiwa naJehovha kubudikidza naMozisi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzidzisai vaIsiraeri mirao yose yandakataura kwavari nomuromo waMosesi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
munofanira kudzidzisa vana vaIsiraeri mirairo yose yakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi.”
Shona 2009?
munofanira kudzidzisa vana vaIsiraeri mirairo yose yakarairwa naJehovha nomuromo waMozisi."
Shona SUB 2002 Bible
munofanira kudzidzisa vana VaIsiraeri mirairo yose yakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi.”