Leviticus 10:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaregerei kudyira cipiriso ceɀiʋi panɀimbo tȿene, ɀaciri citȿene kwaɀo, ʋuye nokuti wakakupai ico, kuti mubvise kutadza kweʋuŋgano, muʋayananisire pamberi paJehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sei musina kudyira chipiriso chechivi munzvimbo tsvene? Chitsvene-tsvene, chakapiwa kwamuri kuti chibvise mhosva yeungano nokuvayananisira pamberi paJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Seiko musina kudyira mupiro wokupfupira zvitadzo panzvimbo inoera? Inga iwoyu mupiro unoera kwazvo. Handiti makaupirwa kuti mubvise zvakaipa zvegungano irori muchizvipfupira pana Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Makaregerei kudyira chipiriso chezvivi panzvimbo tsvene, zvachiri chitsvene kwazvo, uye nokuti wakakupai icho, kuti mubvise kutadza kweungano, muvayananisire pamberi paJehovha?
Shona 2009?
"Makaregerei kudyira chipiriso chezvivi panzvimbo tsvene, zvachiri chitsvene kwazvo, uye nokuti wakakupai icho, kuti mubvise kutadza kweungano, muvayananisire pamberi paJehovha?
Shona SUB 2002 Bible
“Makaregerei kudyira chipiriso chezvivi panzvimbo tsvene, zvachiri chitsvene kwazvo, uye nokuti wakakupai icho, kuti mubvise kutadza kweungano, muvayananisire pamberi paJehovha?