Leviticus 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi wakati acinzwa iɀoɀo, akatenda naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi paakanzwa izvi akagutsikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akazvinzwa akagutsikana nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi wakati achinzwa izvozvo, akatenda nazvo.
Shona 2009?
Mozisi wakati achinzwa izvozvo, akatenda nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi wakati achinzwa izvozvo, akatenda nazvo.