Leviticus 11:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi pakati peshiri ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri, ŋgaɀirege kudyiwa, ŋgaɀiʋe ɀinonyaŋgadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Idzi ndidzo shiri dzamunofanira kusema, uye musadzidya nokuti dzinonyangadza kwamuri: gondo, gora, chapungu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pashiri dzose, idzi ndidzo shiri dzakan'ora kwamuri, hadzifanire kudyiwa, dzakaipa kwazvo kwamuri, kunoti: gondo negora nechapungu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Izvi pakati peshiri zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri, ngazvirege kudyiwa, ngazvive zvinonyangadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;
Shona 2009?
"Izvi pakati peshiri zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri, ngazvirege kudyiwa, ngazvive zvinonyangadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;
Shona SUB 2002 Bible
“Izvi pakati peshiri zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri, ngazvirege kudyiwa, ngazvive zvinonyangadza: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;