Leviticus 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taurai naʋana ʋaIsraeri, muti: Ndiɀo ɀipenyu ɀamuŋgadya pakati pemhuka dzose dziri panyika:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taurai kuvaIsraeri muti, ‘Pamhuka dzose dzinofamba panyika, idzi ndidzo dzamunogona kudya:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurirai vaIsiraeri kuti, ‘Idzi ndidzo mhuka dzamungadye zvenyu pamhuka dzose dziri panyika.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, muti, ‘Ndizvo zvipenyu zvamungadya pakati pemhuka dzose dziri panyika:
Shona 2009?
"Taura navana valsiraeri, muti, `Ndizvo zvipenyu zvamungadya pakati pemhuka dzose dziri panyika:
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, muti, ‘Ndizvo zvipenyu zvamungadya pakati pemhuka dzose dziri panyika: