Leviticus 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀicifamba namakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinhu ɀinonyaŋgadza kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvose zvipukanana zvinobhururuka, zvinofamba namakumbo mana zvinonyangadza kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvinhu zvinonyangadza kwamuri.
Shona 2009?
"Zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvinhu zvinonyangadza kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvose zvina mapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvinhu zvinonyangadza kwamuri.