Leviticus 11:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iɀi muŋgadya pakati peɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀicifamba namakumbo manna, ɀinamakumbo pamsoro petsoka dzaɀo aɀinokwakuka nawo panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, kunewo zvimwe zvipuka zvine mapapiro zvinofamba namakumbo mana zvamunogona kudya, izvo zvine makumbo akabatanidzwa okukwakuka nawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi tunhu twose tunobhururuka tuine makumbo mana tune mamwe makumbo eshure okusvetukisa idyai zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi izvi mungadya pakati pezvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinamakumbo pamusoro petsoka dzazvo azvinokwakuka nawo panyika.
Shona 2009?
Asi izvi mungadya pakati pezvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinamakumbo pamusoro petsoka dzazvo azvinokwakuka nawo panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Asi izvi mungadya pakati pezvose zvina mapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinamakumbo pamusoro petsoka dzazvo azvinokwakuka nawo panyika.