Leviticus 11:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀinamakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvimwe zvose zvipukanana zvine mapapiro zvine makumbo mana munofanira kuzvisema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi tumwewo tupukanana twose tunenge tuchingova namakumbo mana chete twakan'ora kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvinamakumbo mana, zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri.
Shona 2009?
Asi zvose zvinamapapiro zvinokambaira zvinamakumbo mana, zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvose zvina mapapiro zvichikambaira, zvina makumbo mana, zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri.