Leviticus 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaȿiɓiswa neɀiɀi: Aninani unoɓata ɀitunha ɀaɀo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Musazvisvibisa nezvizvi; ani naani anobata zvitunha zvazvo achava akasviba kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvinhu zvinon'oresa munhu ndeizvi: munhu anenge agunzva zvitunha zvazvo achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muchasvibiswa nezvizvi: Ani naani unobata zvitunha zvazvo uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
"Muchasvibiswa nezvizvi: Ani naani unobata zvitunha zvazvo uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
“Muchasvibiswa nezvizvi: Ani naani unobata zvitunha zvazvo uchava usina kunaka kusvikira usiku.