Leviticus 11:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani wakatakura citunha caɀo, unofanira kusuka ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani achanhonga chimwe chezvitunha zvazvo anofanira kusuka nguo dzake uye achava akasviba kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani zvake anenge atakura kai zvako kechitunha chazvo ngaasuke hanzu dzake; achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani wakatakura chitunha chazvo, anofanira kusuka nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Ani naani wakatakura chitunha chazvo, anofanira kusuka nguvo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani wakatakura chitunha chazvo, anofanira kusuka nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira usiku.