Leviticus 11:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhuka dzose dzinamahwanda akaparadzana, asi dzisinetsoka dzakaparadzana, dzisiŋgadzeyi, ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri; mumŋe nomumŋe unoɀiɓata ucaʋa usina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Mhuka yose yose ina mahwanda akapararana asi asina kunyatsopararana, isingazeyi kudya, haina kuchena kwamuri; ani naani anobata chitunha chayo achava asina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhuka yose zvayo inenge iine tsimba rakapararana asi asina kubva anyatsopararana kana kuti isingazeyi yakan'ora kwamuri. Asi ani naani anobata chitunha chayo achava munhu akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhuka dzose dzinamahwanda akaparadzana, asi dzisina tsoka dzakaparadzana, dzisingadzeyi, zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri; mumwe nomumwe unozvibata uchava usina kunaka.
Shona 2009?
Mhuka dzose dzinamahwanda akaparadzana, asi dzisina tsoka dzakaparadzana, dzisingadzeyi, zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri; mumwe nomumwe unozvibata uchava usina kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Mhuka dzose dzina mahwanda akaparadzana, asi dzisina tsoka dzakaparadzana, dzisingadzeyi, zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri; mumwe nomumwe unozvibata uchava usina kunaka.