Leviticus 11:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀisakanaka kwamuri pakati peɀinokambaira, ɀinokambaira panyika ndiɀo: Ciɗembo, negonzo, namarudzi egwaʋaʋa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pamhuka dzinokambaira panyika, idzi hadzina kuchena kwamuri: chidembo, gonzo, namarudzi ose egwavava,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Utwu nditwo tupuka twakan'ora kwamuri pakati petupuka twose tunoita bvakanyira panyika, kunoti nhuta nembeva nomupurwa nemarudzi awo ose nechipotanemadziro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvisakanaka kwamuri pakati pezvinokambaira, zvinokambaira panyika ndizvo: Chidembo, negonzo, namarudzi egwavava,
Shona 2009?
"Zvisakanaka kwamuri pakati pezvinokambaira, zvinokambaira panyika ndizvo: Chidembo, negonzo, namarudzi egwavava,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvisakanaka kwamuri pakati pezvinokambaira, zvinokambaira panyika ndizvo izvi: Chidembo, negonzo, namarudzi egwavava,