Leviticus 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose pakati pemhuka ɀinamahwanda akaparadzana, kana ɀinetȿoka dzakaparadzana, ɀinodzeya, muŋgaɀidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munogona kudya mhuka ipi zvayo ina mahwanda, akapararana zvachose, uye inozeya zvokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvinetsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya.
Shona 2009?
Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvinetsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvine tsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya.