Leviticus 11:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi tsime kana dziʋa makaceŋgetwa mvura, ɀicaʋa ɀakanaka; asi cinogunɀa citunha caɀo cicaʋa cisina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi chitubu, kana tsime rokuchera mvura zvinoramba zvakachena, asi ani naani anobata chimwe chezvitunha izvi achava asina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi chitubu kana tsime rine mvura harin'ore, asi chipi nechipi zvacho chinobatana nechitunha chacho chichava chinhu chakan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi tsime kana dziva makachengetwa mvura, zvichava zvakanaka; asi chinogunzva chitunha chazvo chichava chisina kunaka.
Shona 2009?
Asi tsime kana dziva makachengetwa mvura, zvichava zvakanaka; asi chinogunzva chitunha chazvo chichava chisina kunaka, kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi tsime kana dziva makachengetwa mvura, zvichava zvakanaka; asi chinogunzva chitunha chazvo chichava chisina kunaka.