Leviticus 11:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mhuka ipi neipi iŋgadyiwa, ikafa, aninani unogunɀa citunha cayo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mhuka yamunobvumirwa kudya ikafa yoga, munhu wose achabata chitunha chayo achava asina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mhuka inodyiwa ikafa, ani naani anoibata chitunha chayo, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mhuka ipi neipi ingadyiwa, ikafa, ani naani unogunzva chitunha chayo uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
"Kana mhuka ipi neipi ingadyiwa, ikafa, ani naani unogunzva chitunha chayo uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mhuka ipi neipi ingadyiwa, ikafa, ani naani unogunzva chitunha chayo uchava usina kunaka kusvikira usiku.