Leviticus 11:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodya citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; nomunhu unotakura citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose achadya imwe nyama yacho anofanira kusuka nguo dzake agova asina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unodya chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; nomunhu unotakura chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Unodya chitunha chayo ngaasuke nguvo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; nomunhu unotakura chitunha chayo ngaasuke nguvo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Unodya chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave asina kunaka kusvikira usiku; nomunhu unotakura chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave asina kunaka kusvikira madeko.