Leviticus 11:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀinokambaira, ɀinokambaira panyika, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza, haɀifaniri kudyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Chisikwa chose chinokambaira panyika chinonyangadza, hachifaniri kudyiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, zvinofanira kuva zvinonyangadza, hazvifaniri kudyiwa.
Shona 2009?
"Zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, zvinofanira kuva zvinonyangadza, hazvifaniri kudyiwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, zvinofanira kuva zvinonyangadza, hazvifaniri kudyiwa.