Leviticus 11:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndini Jehova wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; naiɀoɀo muʋe ʋatȿene, nokuti ini ndiri mutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndini Jehovha akakubudisai muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu; saka ivai vatsvene nokuti ndiri mutsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndini Jehovha wakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.
Shona 2009?
Nokuti ndini Jehovha wakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndini Jehovha akakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.