Leviticus 11:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguruʋe, nokuti inetsoka dzakaparadzana, asi haidzeyi; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguruve kunyange ine mahwanda akanyatsopatsanuka, haizeyi zvokudya, haina kuchena kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nenguruve kunyange zvayo iine tsimba rakanyatsopararana haizeye, yakan'ora kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguruve, nokuti ine tsoka dzakaparadzana, asi haidzeyi; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri.’
Shona 2009?
Nenguruve, nokuti ine tsoka dzakaparadzana, asi haidzeyi; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri.'
Shona SUB 2002 Bible
Nenguruve, nokuti ine tsoka dzakaparadzana, asi haidzeyi; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri.’