Leviticus 11:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kudya nyama yaɀo, kana kuɓata ɀitunha ɀaɀo; ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamufaniri kudya nyama yazvo kana kubata zvitunha zvazvo; hazvina kuchena kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri.
Shona 2009?
"Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
“Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri.