Leviticus 11:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀamuŋgadya kuneɀose ɀiri mumvura: Ɀose ɀiri mumvura, mumakuŋgwa nomunzizi, ɀineɀimbi namakwande, ndiɀo ɀamuŋgadya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pazvisikwa zvose zvinogara mumvura yamakungwa nenzizi, munogona kudya dzose dzine zvimbi namakwati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pana zvose zvomumvura zvine zvimbi namakwande zvingave zvomugungwa kana murwizi mungadye zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndizvo zvamungadya kune zvose zviri mumvura: Zvose zviri mumvura, mumakungwa nomunzizi, zvine zvimbi namakwande, ndizvo zvamungadya.
Shona 2009?
"Ndizvo zvamungadya kune zvose zviri mumvura: Zvose zviri mumvura, mumakungwa nomunzizi, zvine zvimbi namakwande, ndizvo zvamungadya.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndizvo zvamungadya kune zvose zviri mumvura: Zvose zviri mumvura, mumakungwa nomunzizi, zvine zvimbi namakwande, ndizvo zvamungadya.