Leviticus 12:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana mukadzi akaʋa nemimba, akapona mŋanakomana, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe, ucaʋa usina‐kunaka sapaŋguʋa yaari kumŋedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvaIsraeri, ‘Mukadzi akava napamuviri akabereka mwanakomana, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, sezvaanova asina kuchena paanoenda kumwedzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Kana munhukadzi akabata pamuviri, akapona mwana mukomana, achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe, sezvaanongoita kana ari panguva yake yokutevera achava akan'ora.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri uti, ‘Kana mukadzi akava nemimba, akapona mwanakomana, uchava usina kunaka mazuva manomwe, uchava usina kunaka sapanguva yaari kumwedzi.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri uti, `Kana mukadzi akava nemimba, akapona mwanakomana, uchava usina kunaka mazuva manomwe, uchava usina kunaka sapanguva yaari kumwedzi.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri uti, ‘Kana mukadzi akava nemimba, akapona mwanakomana, uchava asina kunaka mazuva manomwe, uchava asina kunaka sapanguva yaari kumwedzi.