Leviticus 12:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi worusere mŋanakomana unofanira kudziŋgiswa cikanda cake capamberi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rorusere mukomana uyo anofanira kudzingiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rorusere, mwana iyeyo ngaadzingiswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomusi worusere mwanakomana anofanira kudzingiswa chikanda chake chapamberi.’
Shona 2009?
Nomusi worusere mwanakomana anofanira kudzingiswa chikanda chake chapamberi.'
Shona SUB 2002 Bible
Nomusi worusere mwanakomana anofanira kudzingiswa chikanda chake chapamberi.’