Leviticus 13:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiwo maperembudzi aŋguʋa aʋa’po paganda romuʋiri wake, ɀino muprista ŋgaarege kumupfigira, nokuti haana‐kunaka, ŋgaareʋe kuti haana‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chirwere cheganda chava nenguva uye muprista achazivisa kuti haana kuchena. Haafaniri kumugarisa ari oga, nokuti atogara asina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chinenge chiri chirwere chamapere chendambirira. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ngaachirega zvake kumuisa pake oga achida kuzomuongorora nokuti atova munhu akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiwo maperembudzi anguva avapo paganda romuviri wake, zvino mupristi ngaarege kumupfigira, nokuti haana kunaka, ngaareve kuti haana kunaka.
Shona 2009?
ndiwo maperembudzi anguva avapo paganda romuviri wake, zvino muprista ngaarege kumupfigira, nokuti haana kunaka, ngaareve kuti haana kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
ndiwo maperembudzi anguva avapo paganda romuviri wake, zvino mupristi ngaarege kumupfigira, nokuti haana kunaka, ngaareve kuti haana kunaka.