Leviticus 13:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muprista akaʋona nyama yakatȿuka, unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; nyama yakatȿuka haina‐kunaka, maperembudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista paachaona ronda, achazivisa kuti haana kuchena. Ronda harina kuchena ane chirwere chinotapukira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaaongorore ronda rakanyechuka iroro, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ronda rinenge ranyechuka rakan'ora nokuti chirwere chamapere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mupristi akaona nyama yakatsvuka, anofanira kureva kuti haana kunaka; nyama yakatsvuka haina kunaka, maperembudzi.
Shona 2009?
Kana muprista akaona nyama yakatsvuka, anofanira kureva kuti haana kunaka; nyama yakatsvuka haina kunaka, maperembudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mupristi akaona nyama yakatsvuka, anofanira kureva kuti haana kunaka; nyama yakatsvuka haina kunaka, maperembudzi.