Leviticus 13:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana nyama yakatȿuka ikashanduka ɀe, ikaita cena, unofanira kuʋuya kumuprista.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvikaitika kuti ronda richeneruke, anofanira kuenda kumuprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana ronda racho rikazosanduka zvakare, rochenuruka, ngaauye kumupristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana nyama yakatsvuka ikashandukazve, ikaita chena, anofanira kuuya kumupristi.
Shona 2009?
Kana nyama yakatsvuka ikashandukazve, ikaita chena, anofanira kuuya kumuprista.
Shona SUB 2002 Bible
Kana nyama yakatsvuka ikashandukazve, ikaita chena, anofanira kuuya kumupristi.