Leviticus 13:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana muprista akapacerekedza, akaʋona kuti hakunemvere cena ipapo, pasina‐kudzika pasi peganda, asi paʋa nani; muprista unofanira kumupfigira mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana muprista achiongorora, pasina bvudzi jena pachiri uye paserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana mupristi akapacherekedza, akaona kuti hakuna mvere chena ipapo, pasina kudzika pasi peganda, asi pava nani; mupristi anofanira kumupfigira mazuva manomwe.
Shona 2009?
Asi kana muprista akapacherekedza, akaona kuti hakuna mvere chena ipapo, pasina kudzika pasi peganda, asi pava nani; muprista anofanira kumupfigira mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana mupristi akapacherechedza, akaona kuti hakuna mvere chena ipapo, pasina kudzika pasi peganda, asi pava nani; mupristi anofanira kumupfigira mazuva manomwe.