Leviticus 13:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana pakanyeŋga pose paganda, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zviri kupararira muganda, muprista achazivisa kuti haana kuchena, zvinotapukira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana pakanyenga pose paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha.
Shona 2009?
Kana pakanyenga pose paganda, muprista anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha.
Shona SUB 2002 Bible
Kana pakapararira pose paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; chirwere.