Leviticus 13:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ciʋara cikarambira panɀimbo yaco, cikasanyeŋga, iʋaŋga haro remota; muprista unofanira kuti wakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana gwapa risina kupinduka uye risina kupararira, rinongova vanga kubva pamota uye muprista achazivisa kuti akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana zvikaramba zviri panzvimbo imwechete zvisingapararire zvinenge zviri vanga rakasiyiwa nemota chete. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana chivara chikarambira panzvimbo yacho, chikasanyenga, ivanga haro remota; mupristi anofanira kuti wakanaka.
Shona 2009?
Asi kana chivara chikarambira panzvimbo yacho, chikasanyenga, ivanga haro remota; muprista anofanira kuti wakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana chivara chikarambira panzvimbo yacho, chikasapararira, ivanga haro remota; mupristi anofanira kuti wakanaka.