Leviticus 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muprista ɀino unofanira kucerekedza hosha iri paganda romuʋiri wake; kana mvere dziri panehosha dzakashanduka dzikaʋa cena, hosha ikaʋonekwa kuti yakapinda kwaɀo mukati meganda romuʋiri wake, ihosha yamaperembudzi; muprista ŋgaamucerekedze, agoreʋa kuti haana‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista achatarisa chironda chiri paganda rake, uye kana bvudzi riri pachironda rachena uye ronda roratidza kudzika kudarika paganda, chirwere cheganda chinotapukira. Kana muprista akamuongorora achamuzivisa kuvanhu somunhu asina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaaongorore pakazvimba ipapo. Kana aona mvere dzakachenuruka chirwere chacho chakadzika kupfuura ganda rake, chirwere chamapere. Kana mupristi apedza kuongorora ganda romunhu iyeyo, ngaachimuti ava munhu akan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mupristi zvino anofanira kucherekedza hosha iri paganda romuviri wake; kana mvere dziri pane hosha dzakashanduka dzikava chena, hosha ikaonekwa kuti yakapinda kwazvo mukati meganda romuviri wake, ihosha yamaperembudzi; mupristi ngaamucherekedze, agoreva kuti haana kunaka.
Shona 2009?
muprista zvino anofanira kucherekedza hosha iri paganda romuviri wake; kana mvere dziri pane hosha dzakashanduka dzikava chena, hosha ikaonekwa kuti yakapinda kwazvo mukati meganda romuviri wake, ihosha yamaperembudzi; muprista ngaamucherekedze, agoreva kuti haana kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
mupristi zvino anofanira kucherechedza chirwere chiri paganda romuviri wake; kana mvere dziri pane chirwere dzikashanduka dzikava chena, chirwere chikaonekwa kuti chakapinda kwazvo mukati meganda romuviri wake, chirwere chamaperembudzi; mupristi ngaamucherechedze, agoreva kuti haana kunaka.