Leviticus 13:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
unofanira kuʋeʋurwa, asi ŋgaarege kuʋeʋura pakafunuka; ɀino muprista unofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anofanira kuveurwa kusiya kwenzvimbo ine hosha, uye muprista anofanira kumuchengeta ari oga kwamamwe mazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
munhu iyeyo ngaazviveure kusiya riri pachisasa. Mupristi ngaamugarisezve kwake oga kwamazuva manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
anofanira kuveurwa, asi ngaarege kuveura pakafunuka; zvino mupristi anofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamwe mazuva manomwezve;
Shona 2009?
anofanira kuveurwa, asi ngaarege kuveura pakafunuka; zvino muprista anofanira kupfigira munhu unapakafunuka mamwe mazuva manomwezve;
Shona SUB 2002 Bible
anofanira kuveurwa, asi ngaarege kuveura pakafunuka; zvino mupristi anofanira kupfigira munhu ane pakafunuka mamwe mazuva manomwezve;