Leviticus 13:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana pakafunuka pakanyeŋga pose paganda shure kwokunatswa kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana kuvava kukaparira neganda iye aziviswa kuti akachena,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana akambonzi haana kun'ora chisasa chiya chikazopararira neganda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana pakafunuka pakanyenga pose paganda shure kwokunatswa kwake;
Shona 2009?
Asi kana pakafunuka pakanyenga pose paganda shure kokunatswa kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana pakafunuka pakapararira pose paganda shure kwokunatswa kwake;