Leviticus 13:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana iye akaʋona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzaɓuɗa’po, pakafunuka papora hapo, wanaka; muprista unofanira kureʋa kuti wakanaka hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei hazvo, zvikaitika kuti sokuona kwake hazvina kupinduka, uye bvudzi dema ramera mazviri, kuvava kwaporeswa, achena uye muprista achazivisa kuti akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pakuona kwake kana chisasa chiya chisina kupararira, paine vhudzi dema rakamerapo anobva aziva kuti chisasa ichocho chakapora. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana iye akaona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzabudapo, pakafunuka papora hapo, wakanaka; mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake.
Shona 2009?
Asi kana iye akaona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzabudapo, pakafunuka papora hapo, wakanaka; muprista anofanira kureva kuti wakanaka hake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana iye akaona kuti pakafunuka paita sapamira, nemvere nhema dzabudapo, pakafunuka papora hapo, wakanaka; mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake.