Leviticus 13:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana murume kana mukadzi ʋaneɀiʋara paganda renyama yaʋo, ɀiri ɀiʋara ɀicena;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana munhurume kana munhukadzi ane makwapa machena paganda
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngatitii murume kana mukadzi ana mavara akachenuruka paganda romuviri wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana murume kana mukadzi vane zvivara paganda renyama yavo, zviri zvivara zvichena;
Shona 2009?
"Kana murume kana mukadzi vane zvivara paganda renyama yavo, zviri zvivara zvichena;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana murume kana mukadzi ane zvivara paganda renyama yavo, zviri zvivara zvichena;