Leviticus 13:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana vudzi romunhu rakabva pamusoro wake, waʋa nemhazha; asi wakanaka hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana bvudzi romumwe rikabva akasara nemhanza akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vhudzi romunhu rakabva pamusoro wake, wava nemhazha; asi wakanaka hake.
Shona 2009?
"Kana vhudzi romunhu rakabva pamusoro wake, wava nemhazha; asi wakanaka hake.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vhudzi romunhu rakabva pamusoro wake, wava nemhanza; asi akanaka hake.