Leviticus 13:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana vudzi rake rakabva pamusoro wake necemberi, unemhazha pahuma, asi wakanaka hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akabva bvudzi pahuma uye akasara ava nemhanza, akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vhudzi romunhu rikapera kudonha nechepahuma kana pamapfeka, munhu iyeyo anongova nemhanza chete, haana kun'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vhudzi rake rakabva pamusoro wake nechemberi, une mhazha pahuma, asi wakanaka hake.
Shona 2009?
Kana vhudzi rake rakabva pamusoro wake nechemberi, une mhazha pahuma, asi wakanaka hake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vhudzi rake rakabva pamusoro wake nechemberi, une mhanza pahuma, asi wakanaka hake.