Leviticus 13:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti pakaɀimba pehosha pacena pakaita sapatȿuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista anofanira kumuongorora uye kana kuzvimba kuri pamusoro pake kana pamhanza kwakatsvukuruka nokuchena sechirwere chinotapukira cheganda,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaamuongorore kana akaona pakazvimba paine vara rakatsvukuruka nokuchenuruka pamhanza yake kana pamapfeka zvinenge zvakaita sechirwere chamapere paganda romuviri womunhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti pakazvimba pehosha pachena pakaita sapatsvuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama,
Shona 2009?
Zvino muprista anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti pakazvimba pehosha pachena pakaita sapatsvuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mupristi anofanira kumucherechedza; kana akaona kuti pakazvimba pechirwere pachena pakaita sapatsvuku pamhanza yake pakafanana namaperembudzi paganda renyama,