Leviticus 13:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa ose aanehosha iyo, ucaʋa usina‐kunaka; haana‐kunaka; ŋgaagare ari oga; pokugara kwake panofanira kuʋa kunze kwemisasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana aramba ane chirwere ichocho anongoramba asina kuchena. Anofanira kugara oga; anofanira kugara kunze kwomusasa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achagara ari munhu akan'ora panguva yose yaanenge aine chirwere ichocho. Munhu akan'ora kwaanogara ngaagare ari oga, kwaanogara kunze kwematendhe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ose aane hosha iyo, uchava usina kunaka; haana kunaka; ngaagare ari oga; pokugara kwake panofanira kuva kunze kwemisasa.
Shona 2009?
Mazuva ose aane hosha iyo, uchava usina kunaka; haana kunaka; ngaagare ari oga; pokugara kwake panofanira kuva kunze kwemisasa.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ose aane chirwere ayo, achava asina kunaka; haana kunaka; ngaagare ari oga; pokugara kwake panofanira kuva kunze kwemisasa.