Leviticus 13:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa; kana yomuceka, kana yamakushe amakwai; kana yeɗebge, kana cinhu cakaitwa neɗebge;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ungava mucheka wakarukwa kana mucheka wewuru kana wedehwe kana chinhu chakagadzirwa nedehwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana iri yakarukwa, kana yakakoswa; kana yamucheka, kana yamakushe amakwai; kana yedehwe, kana chinhu chakaitwa nedehwe;
Shona 2009?
kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa; kana yamucheka, kana yamakushe amakwai; kana yedebwe, kana chinhu chakaitwa nedebwe;
Shona SUB 2002 Bible
kana iri yakarukwa, kana yakakoswa; kana yomucheka, kana yamakushe amakwai; kana yedehwe, kana chinhu chakaitwa nedehwe;