Leviticus 13:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muprista akatarira, akaʋona kuti hosha haina‐kunyeŋga paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana muprista akachiongorora, maperembudzi asina kupararira muchipfeko kana mucheka wakarukwa, kana chinhu chakagadzirwa nedehwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mupristi akatarira, akaona kuti hosha haina kunyenga panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe;
Shona 2009?
"Kana muprista akatarira, akaona kuti hosha haina kunyenga panguvo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedebwe;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mupristi akatarira, akaona kuti chirwere hachina kupararira panguo, kana pakarukwa, kana pakakoswa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe;